Kundiso : .kundiso kana iriyo raramiro yacho marwadzo mupfungwa nepamweya handingagaroridza tenzi ndipeiwo kundiso zvandiremera ndasimudza maoko ndapeta muswe ndazvidukupisa zvandiremera.